Revhitiko 21:10 BDMCS

10 “ ‘Muprista mukuru, uyo ari pakati pavakoma navanun'una vake, akadirwa mafuta okuzodzwa pamusoro pake uye akagadzwa kuti apfeke nguo dzouprista, haafaniri kurega bvudzi rake risina kukamiwa, kana kubvarura nguo dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 21

Maonero Revhitiko 21:10 akapoteredza