Revhitiko 22:21 BDMCS

21 Kana munhu akauyisa kubva mudanga remombe kana ramakwai chipiriso chokuwadzana kuna Jehovha achizadzisa kupika kwake kana kuti sechipo chokungopawo, chinofanira kuva chisina kuremara kana chisina gwapa kuti chigamuchirwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 22

Maonero Revhitiko 22:21 akapoteredza