Revhitiko 22:5 BDMCS

5 kana kuti akabata chose chinokambaira chingamusvibisa kana munhu upi zvake angamusvibisa, kungava kusachena kupi zvako.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 22

Maonero Revhitiko 22:5 akapoteredza