Revhitiko 23:14 BDMCS

14 Hamufaniri kudya chingwa chipi zvacho, kana zviyo zvakakangwa, kana zviyo zvitsva, kusvikira zuva chairo ramunouya nechipiriso ichi kuna Mwari wenyu. Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kumarudzi achatevera, kwose kwamuchagara.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 23

Maonero Revhitiko 23:14 akapoteredza