Revhitiko 23:20 BDMCS

20 Muprista anofanira kuninira makwayana maviri pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira pamwe chete nechingwa chegohwo rokutanga. Izvi zvipiriso zvitsvene kuna Jehovha zvomuprista.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 23

Maonero Revhitiko 23:20 akapoteredza