Revhitiko 23:6 BDMCS

6 Pazuva regumi namashanu romwedzi iwoyo Mutambo waJehovha weChingwa Chisina Mbiriso unotanga; kwamazuva manomwe munofanira kudya chingwa chinobikwa chisina mbiriso.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 23

Maonero Revhitiko 23:6 akapoteredza