Revhitiko 24:2 BDMCS

2 “Rayira vaIsraeri kuti vauye kwauri namafuta akaisvonaka amaorivhi akasvinwa, omwenje, kuitira kuti mwenje irambe ichibvira nguva dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 24

Maonero Revhitiko 24:2 akapoteredza