20 Kutyora kunotsiviwa nokutyora, ziso rinotsiviwa neziso, zino rinotsiviwa nezino. Sezvaakuvadza mumwe saka naiye anofanira kukuvadzwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 24
Maonero Revhitiko 24:20 akapoteredza