Revhitiko 25:29 BDMCS

29 “ ‘Kana munhu akatengesa imba muguta rino rusvingo, anoramba aine mvumo yokuidzikinura kwegore rose shure kwokutengeswa kwayo. Munguva iyoyo anogona kuidzikinura.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25

Maonero Revhitiko 25:29 akapoteredza