Revhitiko 25:31 BDMCS

31 Asi dzimba dziri mumisha isina kukomberedzwa namasvingo dzinofanira kuonekwa sesango. Dzinogona kudzikinurwa uye dzinofanira kudzoserwa muJubhiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25

Maonero Revhitiko 25:31 akapoteredza