46 Munogona kuvaita nhaka yavana venyu uye kuvaita nhapwa kweupenyu hwavo hwose, asi hamufaniri kutonga vamwe vaIsraeri zvakaomarara.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25
Maonero Revhitiko 25:46 akapoteredza