8 “ ‘Verengai maSabata manomwe amakore, makore manomwe akapetwa kanomwe, kuitira kuti maSabata manomwe amakore akwane nguva inoita makore makumi mana namapfumbamwe.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25
Maonero Revhitiko 25:8 akapoteredza