Revhitiko 26:37 BDMCS

37 Vachabonderana sokunge vanotiza munondo, kunyange pasina anovadzinganisa. Saka hamuzogoni kumira pamberi pavavengi venyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 26

Maonero Revhitiko 26:37 akapoteredza