Revhitiko 26:40 BDMCS

40 “ ‘Asi kana vakareurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, kundimukira kwavo noruvengo rwavo kwandiri,

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 26

Maonero Revhitiko 26:40 akapoteredza