6 “ ‘Ndichapa rugare panyika, uye muchavata pasi pasina achakuvhundutsai. Ndichabvisa zvikara zvesango panyika, uye munondo haungazopfuuri nomunyika yenyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 26
Maonero Revhitiko 26:6 akapoteredza