Revhitiko 27:21 BDMCS

21 Kana munda ukasunungurwa muJubhiri, uchava mutsvene, somunda wakapiwa kuna Jehovha; uchava munda wavaprista.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 27

Maonero Revhitiko 27:21 akapoteredza