Revhitiko 27:8 BDMCS

8 Kana munhu wose anenge achiita mhiko ari murombo zvikuru zvokutotadza kuripa muripo wakatarwa, anofanira kuuya nomunhu uyu kumuprista, achatara mutengo wake zvichienderana nezvinokwaniswa nomunhu ari kuita mhiko.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 27

Maonero Revhitiko 27:8 akapoteredza