Revhitiko 4:28 BDMCS

28 Kana akaziviswa chivi chaakaita, anofanira kuuya nechibayiro chake chechivi chaakaita mbudzi hadzi isina kuremara.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 4

Maonero Revhitiko 4:28 akapoteredza