3 “ ‘Kana kuti akabata zvisakachena zvavanhu, chinhu chipi zvacho chinoita kuti asava akachena, kunyange asingazvizivi, paanozozviziva, achava nemhosva.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 5
Maonero Revhitiko 5:3 akapoteredza