Revhitiko 7:21 BDMCS

21 Kana munhu akabata chinhu chisina kuchena, kunyange kusachena kwavanhu, kana mhuka isina kuchena, kana chose chisina kuchena, chinhu chinonyangadza, uye akazodya nyama ipi yechipiriso chokuwadzana chaJehovha, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 7

Maonero Revhitiko 7:21 akapoteredza