13 Ipapo akauya navanakomana vaAroni mberi, akavapfekedza nguo, akavasunga zviuno namabhanire akavapfekedza ngowani mumusoro sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 8
Maonero Revhitiko 8:13 akapoteredza