Revhitiko 9:4 BDMCS

4 nehando negondohwe zvechipiriso chokuwadzana kuti mubayire pamberi paJehovha, pamwe chete nechipiriso chezviyo chakasanganiswa namafuta. Nokuti nhasi Jehovha achazviratidza kwamuri.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 9

Maonero Revhitiko 9:4 akapoteredza