Revhitiko 9:9 BDMCS

9 Vanakomana vake vakauya neropa kwaari akanyika munwe wake muropa akariisa panyanga dzearitari. Rimwe ropa rose akaridururira mujinga mearitari.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 9

Maonero Revhitiko 9:9 akapoteredza