Rute 1:15 BDMCS

15 Naomi akati kwaari, “Tarira, mukadzinyina wako adzokera kuvanhu vokwake nokuvamwari vake. Chidzokera naye.”

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 1

Maonero Rute 1:15 akapoteredza