Rute 2:2 BDMCS

2 Zvino Rute muMoabhu akati kuna Naomi, “Regai ndiende kuminda ndinonongera zviyo zvinosara ndiri shure kwaani zvake achandiitira nyasha.”Naomi akati kwaari, “Enda hako mwanasikana wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 2

Maonero Rute 2:2 akapoteredza