Rute 4:9 BDMCS

9 Ipapo Bhoazi akazivisa vakuru navanhu vose akati, “Nhasi muri zvapupu zvokuti ndatenga kubva kuna Naomi zvake zvose nazvose zvaiva zvaErimereki, zvaKirioni nezvaMaroni.

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 4

Maonero Rute 4:9 akapoteredza