13 Muonde wobereka michero yawo yokutanga; uye mizambiringa yotunga maruva ayo anonhuwira kwazvo. Simuka, uya, mudiwa wangu; munakunaku wangu, uya tiende tose.”
Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2
Maonero Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:13 akapoteredza