Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:6 BDMCS

6 Ndakazarurira mudiwa wangu, asi mudiwa wangu akanga abva; akanga atoenda. Mwoyo wangu wakarwadziwa nokuenda kwake. Ndakamutsvaka asi handina kumuwana. Ndakamudana asi haana kupindura.

Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5

Maonero Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:6 akapoteredza