Vatongi 1:14 BDMCS

14 Rimwe zuva akati achisvika kuna Otinieri, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake. Akati aburuka pambongoro yake, Karebhu akamubvunza akati, “Ndingakuitireiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:14 akapoteredza