Vatongi 1:16 BDMCS

16 Zvizvarwa zvatezvara vaMozisi, vaKeni, vakakwira vachibva kuGuta reMichindwe vaine varume veJudha kuti vandogara pakati pavanhu vokuGwenga reJudha riri kuNegevhi pedyo neAradhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:16 akapoteredza