Vatongi 1:3 BDMCS

3 Ipapo varume veJudha vakati kuvaSimeoni hama dzavo, “Ngatiendei tose kunyika yatakagoverwa, kuti tindorwa navaKenani. Nesuwo tichaenda nemi kumugove wenyu.” Saka vaSimeoni vakaenda navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:3 akapoteredza