Vatongi 1:6 BDMCS

6 Adhoni Bhezeki akatiza, asi vakamudzinganisa vakamubata, vakagura zvigunwe zvake zvikuru zvomumaoko nezvigunwe zvake zvikuru zvomumakumbo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:6 akapoteredza