Vatongi 1:8 BDMCS

8 Varume veJudha vakarwisawo Jerusarema vakaritora. Vakakunda guta nomunondo uye vakaripisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:8 akapoteredza