1 Shure kwenguva yaAbhimereki murume weIsraeri, Tora mwanakomana waPua, mwanakomana waDhodho, akasimuka kuti aponese Israeri. Akanga achigara muShamiri munyika yezvikomo yeEfuremu.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10
Maonero Vatongi 10:1 akapoteredza