Vatongi 10:15 BDMCS

15 Asi vaIsraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza hedu. Tiitirei zvose zvamunoona kuti zvakanaka kwamuri, asi tapota tinunurei henyu nhasi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10

Maonero Vatongi 10:15 akapoteredza