17 VaAmoni pavakadanwa kuhondo uye vakadzika musasa muGireadhi, vaIsraeri vakaungana vakadzika musasa paMizipa.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10
Maonero Vatongi 10:17 akapoteredza