Vatongi 10:8 BDMCS

8 avo vakavanetsa uye vakavapwanya mugore iroro. Vakadzvinyirira vaIsraeri vose vakanga vari nechokumabvazuva kweJorodhani muGireadhi, munyika yavaAmori, kwamakore gumi namasere.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10

Maonero Vatongi 10:8 akapoteredza