Vatongi 11:18 BDMCS

18 “Shure kwaizvozvo vakafamba nomurenje, vachitenderera nyika dzeEdhomu neMoabhu, vakandodzika musasa kuno rumwe rutivi rweArinoni. Havana kupinda munyika yeMoabhu, nokuti Arinoni waiva muganhu wayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:18 akapoteredza