Vatongi 11:29 BDMCS

29 Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro paJefuta. Akayambuka Gireadhi neManase, akapfuura napaMizipa yeGireadhi, uye kubva ipapo akafamba akandorwa navaAmoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11

Maonero Vatongi 11:29 akapoteredza