40 yokuti gore rimwe nerimwe, vanasikana veIsraeri vanobuda kwamazuva mana kundoita chirangaridzo chomwanasikana waJefuta muGireadhi.
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 11
Maonero Vatongi 11:40 akapoteredza