Vatongi 12:6 BDMCS

6 vaiti, “Zvakanaka, iti, ‘Shibhoreti.’ ” Kana akati, “Sibhoreti” nokuda kwokuti akanga asingagoni kureva shoko iro zvakanaka, vaimubata vomuuraya pamazambuko eJorodhani. Zviuru makumi mana nezviviri zvavaEfuremu zvakaurayiwa panguva iyoyo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 12

Maonero Vatongi 12:6 akapoteredza