Vatongi 13:23 BDMCS

23 Asi mukadzi wake akati, “Kana Jehovha anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa uye chipiriso chezviyo kubva mumaoko edu, uye angadai asina kutiratidza zvinhu zvose izvi kana kutiudza izvi zvino.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:23 akapoteredza