Vatongi 13:8 BDMCS

8 Ipapo Manoa akanyengetera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, ndinokukumbirai, regai munhu waMwari wamakatuma kwatiri adzokezve kuti azotidzidzisa kurera kwatingaita mukomana achazozvarwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 13

Maonero Vatongi 13:8 akapoteredza