Vatongi 14:10 BDMCS

10 Zvino baba vake vakaburuka kundoona mukadzi uya. Uye Samusoni akaita mutambo ikoko, setsika yaiitwa nezvikomba.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14

Maonero Vatongi 14:10 akapoteredza