18 Pazuva rechinomwe, zuva risati radoka, varume vomuguta vakati kwaari,“Chiiko chinotapira souchi?Chiiko chine simba seshumba?”Samusoni akati kwavari,“Dai manga musina kurima netsiru rangu,mungadai musina kugona kududzira chirahwe changu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14
Maonero Vatongi 14:18 akapoteredza