Vatongi 14:5 BDMCS

5 Samusoni akaburuka akaenda kuTimina pamwe chete nababa vake namai vake. Vakati vasvika kuminda yemizambiringa yeTimina, pakarepo shumba yakauya yakananga kwaari ichiomba.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14

Maonero Vatongi 14:5 akapoteredza