Vatongi 14:8 BDMCS

8 Mushure menguva yakati kuti, paakadzokera kundomuona, akatsauka kundoona mutumbi weshumba. Mukati macho makanga mune bumha renyuchi nouchi,

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 14

Maonero Vatongi 14:8 akapoteredza