10 Varume veJudha vakavabvunza vakati, “Mauyireiko kuzorwa nesu?” Ivo vakati, “Tauya kuzotora Samusoni kuti ave musungwa, uye kuti tiite kwaari zvaakatiitira isu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15
Maonero Vatongi 15:10 akapoteredza