12 Ivo vakati kwaari, “Tauya kuzokusunga kuti tikuise kuvaFiristia.” Samusoni akati, “Pikai kwandiri kuti imi hamundiurayi pachenyu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15
Maonero Vatongi 15:12 akapoteredza