Vatongi 15:15 BDMCS

15 Akawana rushaya rutsva rwembongoro, akarubata akauraya varume chiuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 15

Maonero Vatongi 15:15 akapoteredza